My Account

ChiShona

ChiShona mutauro unobatanidza ndimi dzakawanda dzinotaurwa muZimbabwe, Botswana neMozambique.

Mitauro inobatanidzwa ichinzi ChiShona inosanganisira: Karanga, ChiManyika, Zezuru, Korekore, Ndau, Budya, ChiTonga nemimwewo.

Kubva ku Wikipedhiya

Iwe unogona kushandisa kuti uve mhariri munharaunda iyi.